Kuroora Satan Chaiye

Kuroora Satan chaiyeBut blazi ava vaitembei pa pitbull iro..Aaah chii chakadaroZvirimudzimba zvakaoma veduwee. Pamberi pevana here asi? Mwana akutoona zvirinani kuti vashandise hawo maoko?Ini hangu i prefer kusiyana zvirinani uyezve kusiyana kunoita kuti mangwana munotaudzana zvirinani

 

 

 

nekufambidzana panekusvika pakadai. Izvi zvinouraya ramangwana revana kuuraya vision yevana.This wife has no respect for her husband.. pamberi pevana hitting her husband like that aahma disco lights akuda kutikanganisa kt tisungise Mai iyo. Munhu wepi anosimudza mhasuru pamberi pevana. GBV is real guys varume varikutambudzwa mudzimba umuKana zvabata zvekuti vana azvishande , zvekuti 1 room azvishande, 

 

 

 

 

This man looks drunk and may hv a habit of spending recklessly, so the source of anger from this woman

 

Only that if you are in the situation thats when u cn understand

 

 

 

 

Note:ive nevr been in this situation, i have just witnessed a fewKutoti ndokuuraya kunge zvisvinhu munhu anofa sekutamba sekuseka nekuda kuzviita ginda goriya

  • Share: