kuZengeza 5 Chitungwiza Vana Ma 12 Year Old

 Pane mfana anogara kuZengeza 5 Chitungwiza. Yesterday, I was passing by the road ndikakwanza mfana anonzi Joram anogara muna Zizi close achitaura kuti akuita maDeals ekutsvaga vasikana vana vane ma11-12years

 

 

 

 

 

vachiendeswa kuTown vonosongana nemadhara. So mfana uyo rake basa ndere kuSourcer vana then panemface anonzi Tawanda ndiye anouya achitora vana vaye voenda mutown.

 

Police ngaiite ma investigations.Vanoda kuvuraiwa,mob justice inoita zvishoma

  • Share: