Haaa vanhu vanoda kuti na Ngoni tirambane ndabvuma hangu 😂😂😂😂
Ma message atumirwa Mhofu nevanhu so kah 😂😂😂😂ndaseka iiii hamunyare nhai kwaaaks..
Musatambe ne I Do imi mhoti vakawanda varikuidawo😜
Rambanai mega ikoko isu tofiramo 😂😂😂😂
#SoroNaMutsaiNdashaya kana murume one vese vakadzi kwaaaIni Mhofu handivasiye hangu ,
Hameno havo kune vachirikufunga kuti vachapindawo.takakwana so far 😜😜
Muchasvika pachikamu chekuzorora nguva ichifamba 😂😂😂
Muchinyeperwa tiripo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Wailai henyu time kuti ndivo vatanga nawo here lol
Pluz futi handisirini ndakatanga nawo 😜😜😜