Madamboss what a very sad situation

Get well soon Madam Boss ? Kusvika maona vazukuru vana Mickey tuma small small zvopera nenyasha dzaMwari kungotenda kwaari Munenge matopora

 

 

 

 

..imi munoita basa rekutuka vanhu ndimi munoitisa vanhu stress zvoguma zvava clot mu brain.Siyai nyaya dzekutuka ma socialites vanhuwo vane nyamaNyama

 

 

 

 

dzavakanovezwa handi zvine ma side effects zvakuuyaKutukwa kunotukwa vakawanda kuchekwa nyama kwavakaita ndokunokonzera zvirwere mumuviri zvinoda kutanga waverenga woziva kunaka nekuipa kwazvo

  • Share: