Madzibaba Vabatwa Vachishandira Madzimai Mukadzi Wemunhu Vanzi Ngavaimbe hosana Irimo

Video WhatsApp

https://whatsapp.com/channel/0029VbCCsfy4o7qRozfVkM0h

Ngavaimbe hosana madzibabaMahure amunogara nawo ayo..unosvikepi uchirova ma boyfrnds emahure????usajairira vanhu iwe kune hozana inoimbwa nababa vari 1 here kana kuti hozana inotakura mitumbi mutatu ingotii maidanana nehure renyu fullstopAita zveku paza hre kuti apinde mumba umu imi varume mukukoresa mazwi apo

 

 

 

 

brain hamuna mumusoro tangadzai kufunga muone nyaya yechokwadi ayo mazwi emadzimai akubuda apo vakadzi avo inzvori idzoHozana manheru masikati manga muripi.iyo hozana inomboimbwa nemunhu 1 here kkkkkkMukadzi ngaaende nechikomba chauke.chikomba hachina mhosva anhosva mukadzi .

  • Share: