Magaya Obata Mwana Achirara Naye Pese Paadira

MaProphets tirivanhu asimurume anonzi magaya mafambiro ake ummmmm anotoita kungeAgent waSatan even the way yaanoshandisa kutorera vnhu zvinhu ..anoAbuser simba rechiporofita ,musatuka Mai avo vakadzi venyu vanemaSecrets akawanda ezvavarikuitwa but nekuda kwetype yemurume wake haakwanise kuzvitaura musha unoparara.

 

 

 

 

 

 As parents we should never ever trust anybody with our children no matter who it is you .We should only trust in God, do not give human beings the trust that you would give to God Handiende hangu kwaMagaya but these are serious accusations. Kana mai avo vachiti panemwana ngavasungise Magaya wacho then court ichaitisa DNA test chokwadi chese chobva chabuda pachena. Izvi zvekuita tuma interview

 

Sent from my iPhone

 

 

twusina basa vachichema nhema pacamera ngavambomira. Iro zibaba iro kushaya nyadzi munhu wemurume kuuya pacamera kuzotaura zvisina basa. A man must act like a man kana mwana akamitiswa ngaamire semurume until justice is served

  • Share: