Mai Ava Voti Mwana Wana Nyathi Kikky Chikwambo

Handiwanzoita zvandaita izvi but pane vanhu vakaita semukadzi uyu vanotisiya tisina options, Mai nyathi vakaposta mwana wavo ,chero zvazvingav iyi ingava comment here yemukadzi akabereka 9months,mwana mucheche

 

 

 

 

uyo anozivei Kiki, uone zera racho rinodaro mukwane mai imimi ndiri kutsvaka handle yavo ,ndazenterwa kuti mupeti bhoo here moms iyi ..Tikariona zimai iri toda kurirova 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿

  • Share: