Mai avo havana kukuvara mutsipa here?

Mai avo havana kukuvara mutsipa here? Vanhu vemuInternet varikubvunza mushure mekunge vango kandwa pasi zvekuti ma-comment section aputika moto! Kkkkk vanhu vakati “bonus chop my money” because zvaingoita sekuti gravity yakava enemy wavo zuro ??.
 

Zvimwe ndezvekuti munhu angangobva asimuka zvake sekunge hapana chaitika, asi Internet haikanganwe — memes dzabuda, ma-caption akanyorwa, vanhu vachingo seka kusvika mangwanani ??. Viral level yakwira, mutsipa ngaachengetedzwe, asi ma-laughs haamiri!

 

  • Share: