Thursday, May 02

Mai Banda Votsamwa Manje Samaz Uchaneta Zvako Nema zlive Kudiwa Nemurume Wako Kunovengesa Unegodo Marriage Yedu Haisikuzoparara

Uchaneta hako nawo ma live. At least wawana zvinovaraidza ma fans coz they deserve to be entertained! Iyi imba yauri kuona haidonhe zvekumhanya. Guys enjoy the entertainment. Data renyu rishandire zviripo…..

 

 

 

 

 

 

IMBA YAKAKOSHA NDOSAKA TASHEKA MA STREETS. Mwana waSofia newaNaome takapenga. Kudos to us ❤️❤️❤️❤️❤️ @topfans Douglas Banda

 

 

 

 

 

Kurongeka KUNOVENGESA! Kusarongeka KUNOSEKESA! 

Pick one side and learn to deal with it. 😁😁The way you carry yourself in the public speaks volumes. The rest is just noise.

 

 

 

 

 

 

Munhu uya ndotomunyarira. Unotoshaya kuti hondo yake ndeyei . Sorry to say these here kuti ndosaka aibviswa bhurugwa nababa wake . Wanga watoona kuti haasi munhu

  • Share: