Kwanzi ava Ndi Mai Zinyoro vanobva kwa Chihota pa Chirenje kwa Jani kwanzi vakapondwa nekutemwa ne demo nemwana wavo ane 17 years achida kuti avape Mari yekuti andoputa
ma dhiragisi, vakanga vatumirwa Mari yekuti vando bhadhara school fees yemunwe mwana, uyu apedza ku aponda akabva ava zvuva kwa kundo va kandira mumunda muchibage umo Maa kanga achera gomba ???Yoowe kani.mwari touraiwa nevana vataka zvara mweya rudziko wagara muvana
vedu mwari tenga takundikana pindirai murimi.mwari Shem sorryRest In peace my dear so sad indeed ??9 months then breastfeeding kuyarutsa uchitambura mwana achirwara kumuendesa kichikoro taking all responsibility as a mother then kumagumo ndiye okuponda ummm zvakaomesa ???