Malloti Apetwa.
ko waitsvagei kwa mai tt. Iwe wacho ketty haugone kuimba unongoshamarara. u were also very desperate for fame u forced friendship with mai tt, wapererwa ketsvina kutukana ne Ama 2k!
Iwe ketty woda whole facebook ikutye saka skweya let maloti be
Ketsvina abatikana nezita rake hahaha
Mhayi munotukwa tikakunyarirai aaah apo munoudzwa iri fresh makazorora uyu haasi mazepe anokupedzerai home and away ikoko nekuno kune hama dzenyu dzikamai henyu
Apa pakungoda dambudzo angotsvaga day raanoti munhuwese hapana anoinda kubasa tsvakai data kune clash ya ketina na malloti