Tuesday, April 23

Mama Vee Na Chipo Vasiya Vanhu Vakuchema Kuti Va Mugabe Makatisiireiko Ngochani Dzakungoita Zvadzada MuZimbabwe

Vanhu vamadam boss voti "please madam boss ngwarirai mama Vee inyoka karume ako muzvinaguhwa,kwafeli ariko kwa Chipo ariko kwako anouya so ngwarira tsvuku kuviri uyo rumen rine makuhwa.

Dai vamugabe varipo varume vachoita sevarume .

  • Share: