Mambo Ndimambo Voti Rombe Re Guka Silent Killer Ndomumamisa

Wonzwa down syndrome rinodya sadza ne guka richiti handina mari saka mashizha here ayo mukatedzera mboko nemiwo muchapenga so ndinoti bofu rikatungamira mese munopinda mugomba....uyu ndiwo unonzi musvo so ndosaka ndiine imba,mashops,vashandi vakawandisa vanotambira mazimari plus ndichifamba ne motor yandinoda vana vangu vachidzidza panodhura ndichikwanisa ku spender $30k ne1 day ndichipa vanhu maphone mahara cz mari yacho ndinayo chikwambo changu chiri organised...

  • Share: