Manager Wana Nyathi Ofumura Moreboys Company Yezvitunha Haisi Yake Mushandiwio

Uya ndiye owner we company here or kana kuti musondosi zvake koz take take yake pa social media ndeyemunhu anenge achitoita content hake koz haabve pa fb then igweta futi here or madrama nguva yekubasa anoshanda nguvai iye achiswera pamhepo πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Thank you Moreboys unowanika achizara Zara kwese nekuzvima grup zvema sasko achitaura pfocho ini akazondi blocker hngu but pamwe pacho waitonyara kuzvibvunza kut nd

 

 

 

 

CEO hre avaπŸ‘πŸ‘πŸ‘It’s true blaz vekumochari vanongopinda pose pose zvisina order and if he continues like that vachadhereraka heavyTrue..I'm really not sure why people think the target is Undertaker...but the shoe fits I guess.. Havana nyaya yavanotadza kupa commentary .. unobva watoshaya kuti

 

 

 

zvinei nezvitunha.Even kwakanzi kuda ma customer Ii zvinozonyanya kumakuhwa variko ndozvakazoita kuti vakonane na maromo plus iye nyaya yekwa eve paakambosungwa ndivo vakamhanya nenyaya vakaita malive vachi deleter vaifara zvokutiPataurwa chokwadi

  • Share: