Nyaya yekusungwa kwe Mapostori munoiona sei?Vakasvikirwa varipa Masowe?Vamwe varikuti mapurisa anodherera why targeting then vachisiya mbavha? Vanozozvinyanyawo masango ese ndivo vachisiya vadhota