Thursday, February 22

Mashura Chaiwo Moreboys Great Hope Onzi A Dumber Chitunha Ku KZN

Hanzi a dumper vanhu mu jrbg haana kuvadzosera ku KZN hanz haana motor anoto hire motor dze ma ndebele hanz anongoda kunyenga vnhu mukanwa pa social media ari rough more boys

 

 

 

 

 

 

mumetsi went iyeyu we great hope asiwo nhy munhu unongodzosa zvee pawatorwa imi makutoda ku deliverwa door to door me fuel yani apa makaitirwa discount ye 1000

 

 

 

 

 

 

madakudzoserwa ku KZN apa hanzi hama chaidzo dzemufi dzakasara zim ivava vanongoti pesvu pesvu kunoona hama dzavo vasina cent vati tawana transport yemahara ndivo vakutaura zvisina basa pamusoro pe Great hope #we are save to save people#

  • Share: