Mhondi raising we Murume akasiya aroora mukadzi wake zvakanaka ndokuenda kubasa achiti ashandewo aite zvinoonekwa zvino haana kuziva kuti akaroora chidhakwa uye ari muti wemusango . Murume paakanzwa izvi akangoti regai ndinozvibatira munhu wangu ndega,
ndokumuwana akaita kukombwa nezvidhakwa zvichibata bata hazvo uku akadhakwa zvekudhakwa zviya, haaa akamurova kupotsa padiki diki amuuraya. Zvekut dai pasina akazobata ayimuuraya chaiko.
Video check pa WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39