Video Amai Vachirohwa Hanzi Makaba Cellphone

Amai vamuri kuona avo vakaunganirwa nechita chevanhu vakasungwa maoko nemakumbo newaya, havasi kugona kutaura amai ava vakange vakavharwa muromo nemadhende uku vachirohwa makumbo avo nemusana

 

Mhosva yavari kufira ,mwana wavo musikana akaba phone ? then ndokuchizonyepa kuti phone yakabiwa namhamha but havadi kutaura,Izvi zvakaitika kwaChilonga kuri based Shangani tribe pedo nana Chikombedzi tabuda muChiredzi i hope makuziva.

Video WhatsApp 

https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39

  • Share: