Mhuri Ye Zimbabwe Ana Amai Vekufirwa Nevana Ku Kuwadzana

Mhuri Zimbabwe Handigone nemi ndirikuda kukutendai nekuda kwerudo rwamaratidza kumhuri mbiri dze Kuwadzana . Last week Ashford Ashbragger Chimombe akandifonera akati taifunga kuti tiite go fund me yechema yevana vekushaika ava nekuti kunevamwe vari mhiri vasirikukwanisa kuuya, ndakamuti inhau yakanaka iwewe

 

 

 

 

chiita gofund me yacho tibvise mari. Ashy akadeedzera gofund me hakunaakasara munhuwese akabvisa mari kusvika yave $7400 usd . Ashy akafona akati ndomariyatave nayo akatumira $7000 kwandiri akati imwe yabatwa macharges. Ndamukira kutora mariiye ndikaenda kunopa mhuri mbiri idzi ndango divider ndikapa each $3500 usd .

 

 

 

Hupenyu hautengwe asi semhuri yeZimbabwe tangoti ngavangobetsereka neizvo zvishoma zvataita. Thank you to everyone who took part in this cause mafans anotiteverao nekutiterera wedenga akuitirey zvizhinji. Video raitirwa kuti tese tione kuti mariyasvika sekuti haisiyangu ndega. God bless you all.

  • Share: