Thursday, May 02

Millionare Olinda Oshura Lovenes Hauna Mari And Unopfeka Fake Alibaba Nekuti Mari Yemaguru Nesadza Haitenge Bag Rangu 1

Zvaizvozvi Mai Nandi 10 Ravhunesi O . Nhasi vaswera kupotsa ma motivation qoutes muswero wezuva ,But masiriri akapedzerwa zvake not zvekutamba plus anotaura ega kuti ndotengerwa nechikomba.

 

 

 

 

 

She's actually not acting her age. Wari padhuze naKetina please muudzei kuti she runs a business zvasiyana namasiriri uyo.

 

 

 

 

Achanzwa nekungoramba achidaidzira maStars zvimaWig zvisisatengwe because hapana munhu ane dzakakwana angatengere munhu anogara akaita hakirosi everyday really.

 

 

 

 

 

 

Apa vanhu waimutengera kumunzwira tsitsi because wanotoziwa kuti anozvitenga kuAlibhabha hahaBest friend wa paradzai hunidzanaiwa chingwa chehondo again and againIyeye anoda kunzi akanyanya kudarika Vamwe 😂😂😂🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️guys inyaya Yei handina data

  • Share: