Makadii mkoma? Ndiri kukumbirawo kubatsirwa tsvagawo hama dzaKelvin Kaporoma aigara muCapetown. Ashaika. painewo wanomuziva, ngaandibate wo pa+27783691334
He was staying in Cpt.then he went kuThailand muna June. Ndokwaaka shaikira nezuro masikati. Hatina hama dzake dzatinoziva kana 1