Mukomana uyo abatwa kuno kuMucheke F nhasi 26-02-2026 aba mwana ane 2yrs... Anoti iye anobva KwaMamyama.. Awana mwana achizvitambira nebike rake mustreet make pedo nepa Runyararo clinic.. abva
amutora achienda naye ndokuzosanga nebrother yemwana kwakunyepa .. akabvunzwa kuti ko mwana unoendepi naye akati kamfana kangu .. but azobatwa achitiza.. atorwa nepolice.. zvaitika manheru ano around 17.30
#masvingo
#trednewsVanhu vakadaiso vharirai nekti angeapedza upenyu hwemwana adiikuzvitengesa iye sheet yemunhu uyu ngapinde kwakakodzeraHa Aiwa atofunga kuita mri nemwana uyo Aida kutochaya zvekafira mberi police ? yaizodanwa anaka Kare uyoo