Mukomana Uyu Ngaasungwe Chaiko Kupondrra Musikana Kuti Aramba Kubatwa Zamu
- By Staff Reporter
- |
- 75
- |
- November 15, 2025
Wandirambirei?” — Sakubva High Boy Assaults Girl Going HomeMutown weMutare wavhundutswa nhasi apo mupfana weForm 4 kuSakubva High abatwa achiropafadza girl student pa road vachienda kumba nekuti musikana akaramba kufambirana naye. Zvakaitika pa stretch re Sakubva–Chikanga route, vanhu vachipinda ma shops vakangonzwa kuchema kwechirungu, vakamhanya kunge pane moto. Vakapona vakaona zvese vanoti mukomana wacho aive out of control, achingoti “haungandirambe!” achirova
musikana kusvika abvunzika. Vana vekuchikoro nevamwe ma adults vakapindira, vamubvisa pamusoro pake, asi mukomana wacho akaramba achisveruka kunge munhu apindwa nedhimoni, zvekuti mapurisa vakazosvika nekukasika votora musungwalive pachinzvimbo.