Friday, May 17

Munangagwa Achipa Mukadzi Wake Degree Rekudzidzisa Vanhu Kubika Mbambaira Nemangai KuuZumba Vanongokopa Grace Mugabe But Chozivikanwa Hapana

Nhasi vaMnangagwa vagovera mukadzi wavo degree from the University of Zimbabwe (honorary PhD in law)

Hanzi vagoverwa digree iri senzira yekutenda basa ravo rekubatsira varombo

 

 

 

 

Saka mama Auxillia vakunzi DR AMAI 👀

If Mugabe and Grace did it,we can "did it too"😂

Changosara chete ndechekuti Dr Amai vati "iwe Ziyambi Ziyambi huya pano"😂😂😂

 

 

 

 

Vobva vati kuna Joji unopengaaaaa😂

Voti kuna Genarari you stop it😂

 

When are the interface rallies starting??

 

 

 

 

Nothing is new in Zimbabwe👀History has this uncanny ability to repeat itself .Asi iro degree basa raro nderei??? Ko vanawo varikuiteiii ???? Zvingashamisa hr kt munhu apihwa bepa!☆Unoziva kungoita zvinhu zvako wega usingatevedzeri mumwe munhu zvinotogona kutokuitira.

 

 

 

 

Manje a Mugabe vamunotevedzera muchiita Nemo Nemo hamuoni kuti pane pamucharasika.Tichanzwa maakuti munhu wese kuna amai zvobva zvadhakwa.Ngoma yakapiwa benzi, chero ukapfeka ngowani nemajasi efundo mumusoro musina chinhu, izero

  • Share: