Hamunyore post wodzima .hauchada kutaura Zita remunhu Wacho kuti vamwe Vasabirwe ..vanhu vanoziva kuti Pano pafacebook Vecco ndiye Anoita zvema visa na shellaz na ketina na Enifa zvino makangonyarara vanhu vanoziva kuti ndiani akurehwa ..ezvino vanhu
vanenge vakufungira munhu asiriye izvo zvinoita kuti mupinze business remunhu panjodzi ...tokumbirawo Zita Ra Agent Wacho ndiani,,,,,Ndiani arikudyira vanhu Mari ??Tiratidzei hedu munhu wacho tingoyanika