Murume akange ave ne 15 years achishanda mu South Africa ,ndokubva achienda kuZimbabwe kuti atenge Toyota Wish yake angwavhe ngwavhe
nayo but mhepo dzakasimuka day 4 mota yabva kutengwa ,mota yakangotanga kubvira ichiti munhu akadira mvura kuti idzime iyo yaiwedzera kubaka moto
Murombo harovi chinenguwoMweya yetsvina iriko hamawe