Ko anzi afa achi shandisa Chimurume Chemagetsi ku Zimbabwe uko ndeupiSingle n happy 😆😆😆😆 yacho inonzwisa tsitsi
Busy kutofunga zvangu kuti saka panhaka murume wemagetsi uyu achagoverwa kunaani. Zvekuchema ndatomira.Zviriko futi kana wenyama futi unogona kungokita. Aripadenga.Yohweee 😳uzvambukile lomnyakaa umdoda wemagetsi ulimukati?Varume muri mhondi
matouraya munhu futi😜😜😜😜😜🎉kamface kane zvivindi fonerai police tinzwe kuti hakana kusungwaNdiyo type inotuka varume kuti mune tumabhatiri manje auraiwa nekanhu kanodhandisa mabhatira eyiAnother day another YUHWIIIIIII WTF!!! 🤣🤣🤣🤣🤣🤣