Mwana wekurasika mugomo rekwaMutoko rinonzi Mutemwa aonekwa akabviswa mazino epamberi nemaziso ose hona
Uuh urobwa hwanyanya veduweAh veduwee vanhu mweyai kowo vasikana ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Murehwa makaoma mufunge mapedza Generation ramangwana zvambodiiko hama.. dzangu let's have
mercy to the Kidz veduwee kana iri marii .. ungaida meropa remunhu hre.. regai vana vakure veduwee ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Ummm zvakaoma sure ndarwadziwa hangu 😳😳U Mwari pindirai chokwadi izvi hazviiti