Pane mukadzi wekumusha akaurayiwa ne boyfriend yake nezuro ku Pretoria .Akamurova kusvika afa. I will be working on the case tomorrow and give you all updat
Pamwe pacho kuzvigarira wega kana nevana vako panekuchengeta nekubikira mhondi.Pamwe pacho madzimai murikugara nengozi chaidzo hapana kana rudo kana munhu achikurova kana kukutuka everyday.