Nyati Kiki Haamude Kumugarisa Kumusha Iye Achigara Sweet Life

Nyati Kiki Haamude Kumugarisa Kumusha Iye Achigara Sweet Life Hama dzemurume dzoponda chikafu mwana arikumusha Aiwa munhu akuchengeta Kiki akugona hake asi iii pane mwana wangu ndipo pandiri hangu.Matanga futi!! Akadzokera ku SA onorovera baba vake chihure motizve ngaadzokere kumusha.

Nhai kugarisa mwana kumusha ivo vabereki varipo plus havashande chibharanzi chakawandisa

Apa when mwana was around thy never spoiled her kumuendasawo kuma rides etc Bamnini vorara pamubhedha we mudenga kkk but Ntatgi kaaa kutenga mudurikidwza webu bhedha indisa mwana kumusha rongesheni yacho

 

it's not like vauya kuzogara zvachose veduwe ivai nemutsa Kiki aribho wani kana arikumusha kutopfuura kunoku Mwana uyu ndoona zvakanaka agare nagogo vake hpana Chaipa becoz zvimwe zvavanga vakuitisa mwana handizvo Moda zvipi imi akaenda kuvabereki Vake moti kwete ngaadzokere kwagogo izvezvi Ave kwagogo zvashata futi

 

Zvimwe zvacho siyanai nazvo azvisi zvekumba kwenyu imi kkk pamwe imi kwenyu akutoiti kumba m9da kutaira zvevamwe siyanai nenyaya dzisir dzenyu azvinei nemi munoti mai nyath avafungi Makamboti mwana ngaaende kumusha vakaendesa mukati mwana ngaagare namai.vake vakamuuyisa mukati hee murikudzidzisa mwana zvinyadzi better aende kumusha vakamudzosera nhasi motozve ngadzoke haaaa imika

  • Share: