Nyaya Iye Yakora Muto Tytan Ofumurwa Zvese Na Olinda ????‍♂️Zvinzwireyi

Nyaya iyi yakora muto chaizvo ??! Olinda akazoburitsa zvese pamusoro paTytan, achibudisa zvakavanzika zvekare zvavakamboita pamwe nekuti sei vakaparadzana. Zvinonzi mukadzi uyu akatsamwa mushure mekunge Tytan atanga kufambidzana nemumwe musikana achinyarara, izvo zvakaita kuti Olinda abude pachena pa social media achitaura zvese zvakamurwadza. Vateereri vepa Facebook neInstagram vari kungoti “Zvazopera—Tytan ofumurwa zvese!” ???‍♂️?

 

  • Share: