Chero ukanyepera kuda kusvotesa na Stunner but Lisa ishamhu inemunhu. Stunner arikutongoda mari yehwahwa osiya akurova paper 2 ye heartbreak.
Tytan is finaly getting his mind backLisa mushonga unouraya Olinda ipapo ipapo😀😀 chero wandibloka ndikoko comment yangu iui uoiona pano😂😂😂🤣 ah amana kokuzoisa pic raOlinda akapunyaira denga muchaita rekunzwira kunext doorD
ai maiziva kuti dziva chifembo chemaciroc hamunei nacho chero dion airara kubhawa nadaddy haagare ari normal saka haagaye