Pane Nyaya iripano iyi Nyathi akanotora mukoma vake kumba kwaaigara nemukadzi ane nhumbu vakabva vamusiya ega vakamubloka:::
Mukoma waNyathi uyo anonzi Bmkuru.Akatiza mukadzi anemimba kuno kuDurban asina kana chekudya apa Mari yeRent apa mukadzi arikurwara takazama kutaura naye aitopindura rough hanzi handisi Doctor. Hanzi akamunyepera kuti ndikuenda kubasa kwakuuya kunotorwa naNyati Gilbert kwakuti handichadzoki .. Mukadzi arikutambura kuno kuDurban nemimba yakuda kuzvarwa achifara kwanyathi ..
Akazama kufonera Nyathi achimubvunza kuti ko wauya kunotora Murume wangu uchichipa sei akabva amublocker zvese nemukadzi wacho. Haa aripama1 please.
Edited : number dzemukadzi wacho ndinadzo!