Guya hatichadiwa muno ku eriya inonzi Phillipi,Betterlife kuCapetown kwauraiwa vanhu 7 vanga vachigara mumba umu
Zvinonzi mumba umu maigara vanhu 9 vese asi landlord aiziva 3 chete.Vakapfurwa vese pahu7 hwavo vamwe 2 vanga vaenda kushop kunotenga food.
Pane girlfriend yanga yauyawo kusleepover akabatanidzirwa pakauraiwa varume ava dai angovadzinga hake ko kuuraya ndokudii mazimba be careful hatichadiwe muno