Thursday, May 02

Pokello Kungoganza Nehembe Dzema 20k Usd Asi Kana Chaakambobatsirawo Mari Iyoyo Ma Ambulance Mangani X Jap

But Ndoshaya ana Pokello varikudya Mari Dze Goverment kushayawo Moyo here wekuti angoitawo Chi Project chekuvaka Ma Hospitals amana Kungonakidzwa nekuposter hembe Dzinodhura

 

 

 

 

Vamwe vachitambura here ...Chete kufa Ndekwemunhu wese😭😭😭

 

 

 

We need a solution in this country.....a very independent solution, we stop pointing the blame, nekuti hapana kwatinosvika, tikawana madonations, then we renovate our hospitals, one at a time, I guarantee you tosvika somewhere chete, it has to begin nesu,

 

 

 

 

one step at a time, for now mai Nandi vataura zvema ambulance, we pray dzinouya, dzoendeswa kuma major hospitals, Harare Hosp, Pari, Chitungwiza Hosp, then ku Blues too, then totsvaka plan on having fuel reserved always for those ambulances.....zvichanaka chete, tichasvika

  • Share: