OMG ? ? my heart is bleeding ? ? ?Police take measuresMai varikutaura kubackground hamuna moyo sure ummm ndarwadziwaVakasungwa baba ava ndakaonera video iri pakati achirohwa arimusaga izvo zvekukuvara msoro nekuchekwa mabraids andina
kupaona...then mai vaMerodhi vakabuda vachitaura kut merodhi ane muusikanzwa....ava baba vakamurova ndibabamukuru mkoma wababa vake...baba vake vakabudawo vachtaurawo side ravo....misikanzwa iriko bt iiii marangiro aya haibooInini hangu ndinoda kuona munhu aitora
video iro mwana achiitwa zvinhu zvakadai coz haangatore video munhu achipondewa kudaiMapurisa miriko here uko,,,,siyai madzibaba veshanduko musunge baba avoAgnes Masharavande inzwai Mai vacho kutokuchidxira... Vanhu endesai vana kuchikoro vanodzidza zvakawanda ummm gender yewoman inotsikuririrwa ndati?