Friday, May 17

Poptain Muimbi Oti Handina Kupihwa Hangu Mota NeZanu Asi Yakatondipa Mafans Akawanda Kana Pane Asati Ambotadza Ngaauye Andiuraye

Ingonhonga dombo unditeme ndife pane kutuka vabereki vangu kana kushoropodza kwandakabva ,huye simudza dombo iri kana uchiti hauna chivi

 

 

 

ndakapihwa mafans I remember papeji pangu paisazara kudaiWakazopiwei vamwe vakatiratidza range rover

 

 

 

 

 

Takatsamwa poputeni bcz unenge uchibva kunyikakwenyu kumalawi wozotishatisira nyika yedu nemadecisions ako aunoita uchinzwa nzara ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚kana zvadhakwa unodzokera kumushakwako koisu todii vana veZimbabwe ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚hatikusiye nyangwe zvodii lolYou know dis,malips avo anongogara Ari paService ndiana probeats..ndeve fake love asi iwewe ukateya usatye kusviba

 

 

 

 

Chingoti paneni Satan hachisvikeIpapo nechemumoyo unenge uchitsva kuti shuwa ndakashandiswa vamwe inga vakatopiwa range. Wega wobva waona kuti inga ndakaita chiviTiratidze mota yawakapihwa nasekuru ED

  • Share: