I had a dream of her twice she was cryingIniwo ndakarotawo this year soon after the roora day asi dzadzakasangana but paiiya sepamabiko then wicknel recieved a call from tete valucy achibvunzwa kuti Lucy aripo here iye akati akauya ikoko 3days back vakati ahana kusvika pakaita mumwe musikana aiveku catering akati ko imi munogovhunduka sei Lucy makamuroorera kurwadzisa Sonja nayewo akakuroorerai mari wicknel ahana kupindura akangotira makes emota ndokubuda so ndakabva pavanhu ndakati ndakunocleaner hangu but there
was 1 room yandakapinda nemistake ndakatodedzerwa nemumwewo munhu kunzi that room are not to be entered ukasvikirwa urimo ameno hako ndakuda kubuda I saw 3 beds ndikatoseka kuti Lucy ahasati akugona kiwaridza mubhedha papasina mapillows pakangokandwa mablankets those 2 in 1 but it was 1 on each bed but bed yairi pacenter yairi diki kuratidza ndeyemwana pandakasvika padhuze
that's when I realized kuti they were actually coffins pakaita munhu akati 1 nderababa 1 ramai ndega ndakaconluder kuti rimwe nderemwana but I was troubled kuti mwana upi and ndaingobvunza kuti kana muchiti 1 nderababa saka vanhu vachangoroorana banorara in different beds ndakavhunduka ndokupepuka kwandakaita.i still have audios andakapa someone kuti adudzire ndandatokanganwa but it was soon after roora rake ndakazongoti dzingoriwo hope servo vavatrender
HOPE DZAKAROTERWA LUCY , LUCY CHIMBOFAMBA WICKNEL ADA KUKUCHEKERESA , WAROTERWA HOPE & I BELIEVE THIS PERSON, My SPIRIT AGREED WITH HER DREAM .
https://youtu.be/wgw75Jv-WlU?si=zDlLsvouRvu_Sj0B
FAMBA LUCY FAMBA ♥️
#fyp
#HOMWE_iHOMWE👏👏👏