Ranganai Mhonda Mushandi we Barkers Inn obatwa nemukadzi wemunhu ku Chitungwiza Unit H kwa Seke uko kwaano fanirwa achi Deliver chingwa ne Bakers Inn akuto deliver hake rudo mudzimba dzevanhuAnge atouya nerevive yekunwira🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂Sure mukadz ozongoona baba vaku trenderMukadzi wenyu ndobenzi pamwe haasiriye ega inhau yekuti uyo
mamubata chete,,vakadzi vanyonyengwa kunze uko asi kana unemurume unobvumirei mumwe murume,,mukadzi anenyaya munoiitiswa svunurai mesomurume usafa wakaenda kuaway game kumba kwemukadzi, thats a no go area, either they planned and trapped you vakadzi vakangwarisa pamwe murume wake pamwe ritori
rombe akutsvagei kumba nguva dzebasa vamwe varume tichishanda kkkkkkk or murume akaudzwa kuti handina kuroorwa ndiri single mother, kufumura mumwe murume is a weakness gomba harina mwana......My gender ndoinokonzeresa ,why kudeedza munhu mumba aah munhu zvaachaurayiwa veduweee 💔