SA Boarder Zimbabwean Man John Shumba Apondwa

How are yo plz send as hide moyo warwadza .pane mkomana aishandawo sevamwe pano paSA Boader achitove mnhu ari bhoe izvezvi ave kupenga . Mapengero acho anongoita kut pose paasvika arohwe akatyora mnhu ruoko ..akapinda muCar Sale akapwanya pwanya mota saka mmm anzwa nekurohwa nevnhu Chikumbiro kana pane anomuzivawo huyai mutore mwana tapota uye vanokandawo

 

 

 

 

 

mumagrps tinokumbirisa muforward akasike kubatsira anotombokurura hembe kufamba ari musvo mapictures ake ayo pano paBoader anodanwa achinzi John Shumba chete ndiyo information yandinayo kwaanobva handikuzivi.

  • Share: