Thursday, May 02

Seh Calaz And Munangagwa Kuita Mapatya Pavekuda Tinashe Mugabe

Kkkkkk Tinashe mugabe we need you asap 🤣🤣🤣🤣 mubhanditi anooneka ne nharo pamuromo kuti ummmmmm chakatodza bamboo chinenge cheku royal😂😂😂🤣

 

 

 

 

bt vane masimi zvavo. Kungozo siyana panjere chete zvobwo aive ma thnk-tank ayo. He's the 1 who called fo sanctions on zimbabwe kwete nhema dzamuno swero udzwa nezanu dziya

 

 

 

 

Ukuziva hako kuty waona zvemashuwa shuwa hako🤣

  • Share: