Thursday, May 02

Seh Calaz Vochema Garry Mapanzure Watirwadza Asi Vanhu Vanochema Munhu Afa Maisamupa Rudo Arimupenyu

Rip Gary superstar may your family be comforted waenda nenzira inorwadza ,you will be appreciated more usisipo,it’s sad kuti vanhu ndo zvatiri not in zim

 

 

 

 

 

 

chete but the pasi rese ,tokusimbisa zvekuti unoita kunge uchamuka wafa ,Urimupenyu inenge ingori ,haa mazuvano dzanyarara,apera dzangovee nharo.

 

 

 

 

 

Mazuvano ini hangu I dont expect much from people , one way or the other mune musi wamuchagara pasi listening to all the songs you bluetick today ,haa

 

 

 

 

 

ndarwadziwa ,zvakunzi inga zvai togona nhai ,yet mweya nenyama Pazvaive pamwe chete kwaingova kushoropodza nekudzikisirana#iwetaurisaiwe#takaipfuura#siyaimwanaaende

 

 

 

 

 

It's true shame vanhu vanoona kunanka kwako usisipo ndopovotanga kunyepera kukuda zvichabatsireyi kudiwa wava muguva eish zvorwadza mhani💔💔💔

  • Share: