Hide Im her Best Friend Mai Jeremaya ngavaudze vanhu chokwadi pamba apo hapasi Pavo.Musanyeperwe mhuri yeZimbabwe havagare pamba apo.Ko zi airforce riri pamusoro apo ndere murume wavo hre inga anochenaFor protection reasons ndosaka vakaitira kumba kusiri kwavo chinonetsa vanhu vasati vambo sangana nedambudziko rakadai hamuzvi nzwisise vakataura wani kuti amusi Mumbai
mavoWakurwadziwa namai jeremiah ka zvine basa reyi zvepavanogara ,nyaya ndeye kuti vaka repwa.periodHazviko mungangotukawo zvenyu hide but kana neni ndiri kurambirana nazvoMutown mune mashops akabatana batana vakatadza kudedzera ...
Momboziva kuti vakadzi ukavavhara Mari or Kuva double crosser anogona kunyepa kuti ndarepwa iye asina kungoda kukuwachisa.ndotokuti ngatirare tese ndoenda Ku police ndichizhamba kuti Nda repwa..kwatafadzwa chidawa mamwe ma victims arikuti isu takawirirana akuna Ati abvuma kuti aka repwa Saka Ivo Vega ndivo vakarepwa.