Stunner Zim Pakatoshata Izvezvi Mnangagwa,Olinda,Dyonne

Aihwa sanike ma British Citizen iwaya marriage vanoida zvavo kkkkkkkk kungodanana nemunhu 2 minutes wotonzwa my husband ????????????Sisi Mai Sean muno nyadzisa imi ,dragging yourself into all this drama all because of mboraw yerombe iri risina kana cent .Kutosheedzera kuti my husband this my husband that ?? husband material unoiziva iwe? 

 

 

 

 

Worinda you are desperate, Stunner is a broke a*re nigga arikuto tsvagawo munhu anotengera malabel in exchange for his ?. Meaning waisvigwa naBa Nandi fantasising about this rombe all these years ,watinyadzisa sevakadzi iwe.Wakano vhiyiwa dumbu kuti ufadze

 

 

 

Dezy the upcoming artist iwewe.

Very soon ukarohwa paper 3 iwe bata wakadaro.

SHAME ON You WoRiNDA ChaPeu!!Haaa ichazengeza nyika paper 3 because this is paper 2 ka yavharisa mastreets

  • Share: