Shonaboi usatombotyiswe kwauri ikoko kana uchikwanisa kuvhurisa docket vhura ufakire mbiti mujeri iyi, usatyiswe nekuti vane mazita vachitemba Namundombeni, you know your rights, unoziva ma rights ako nezvese zvakaitika husiku uhu isu takanzwa kuti hauchakwanisi kudota , Wakaitirwa ma rituals iwewebusadzimaidzwe, zvinhu izvi zviripo pa video enda nayo ku police, unless wakutotiudza kuti uri gay, mugare matiudza ka kuti muri same group na mama vee, Soul jah love akafa ati murume nemurume tobata matemo, Va Mugabe vakazviramba, ini ndakazviramba, Va Munangagwa vakazviramba, we say no to chi chi bwouy, bomboclat ngaafakirwe mujeri, ini semushambadzi we guwa ndoti ngoma ngairire, usatya kutaura tiripo kukubatsira, Stunner wakabhaiza tikuda umbo sevhawo ka time kako uri mukati, u deserve it my Guy, Ollinda munhu wawapinza mumusha igevha iri, chenjera kunyambitirwa mangwanda, akatiza nhumbu ye Shamwari yangu inoshanda pa Long Cheng, waiziva ka? Mhosva hairovi, isusu chero ukaenda ku pluto, tokutsoma ikoko mfanami Chibabe chepa mbare wachirangarira? Che 500?? #Cynthia #cynthiadjspin #djspinkartel #stunnermustfall #justiceforshonaboi