PLEASE SHARE ? | Mwana uyu anonzi Lillian Michelle Guyo (13 years old) from Hatcliff, Harare akashaikwa soon after a pregnancy test akaonejwa kuti anepamuviri akatiza pamba. Pane murume anonzi Takudzwa Lawrence Chinamasa ane 30 yrs anogara pamba apa and ane mudzimai wake waanogara naye so aiwirirana nemwana wedu asi taingoti kungofariranawo zvekuti akatombomubvunza akati Lillian ndomuona semwana wangu.
Asi kubva pashaikwa mwana pamba baba ava vakasvika pakutora hembe dzavo pamba vakaenda. Apa mukadzi wavo pamba havachachengete sezvavaiita havasi kurara pamba.
Saka tikuda kuzama kuonesa police kuti ndizvo zviripo varikuti tikuda evidence yakakwana kuti tizive kuti ndokwaari. Mwana wedu tirikuziva kuti ndokwaari nekuti takatombonzwa mumwe mukomana anoita zvemakombi anogara pamba arikuti akaenda kubasa kwake achimutsvaga ndobva anzwa nevaaishanda naye vachiti akati akuenda kuMarondera akuti akavhura hombe akatiza nemwana underage paden.
Anyone anoziva kwavari kugara please contact the police or the phone numbers on the poster.