Team Kappa Kwashata Big House Yotipa Nudzu Re Joki Remurume

Hama tsiuraiwoo hure iroo rinotoziva kuti baba vane mhuri ndichisafa nevana kutonzwa nyere pamurume wangu uchimuudza kuti ukuda kukwirwa team Kappa mbwaa uchamama zvimassge zvako ndiri kusend pano ndataura newe uka ignoreAah haiwa titumire tiseke asi apana chopedza rudoKunyangwe mukasenda pano hazvigadzirise imba yenyu amai tsvakai zvinoita kuti imi

 

 

 

 

muve stress free nemba yenyu nekuti kutaura chokwadi vanodanana havarambaniswe nemunhu asiwo isu vakadzi the pain yaunongonzwawo kuti murume wangu ane munhu waari kufambidzana naye ndiyo pain inongonzwa mukadzi biya wako wauri kudanana nemurume wake Saka Dai

 

 

 

 

mwari vatiwanira nyasha tarege kuzoita chinhu nekuziva chokwadi kuchema kwemumwe wako ishamu kwauriSungirirai imbwa yenyu amai uyo unozonetsana naye kana auya kumba as long achiri kwaanogara siyana naye dealer nemunhu wako izvi zvefac bk moserwa bp yakwira makuudzwa kunzi hamugeze saka muchisiiwaa

  • Share: