Tete Midhired mune pamuromo kunge muzukuru wenyu imi, zviri kuwoneka kuti mukufara stereki kuti asungwa kubva mada kushamisira ne twuma wings itwotwo moisa kacaption kechibhende 😜😜😜
Minding my own business kudii kwacho taurai nyaya yenyu uko muchingomisa twumu pimbira setwejongwe