The 3 Missing Kids Found Vakafa MuBoot Yemotor

3 children who went missing have been found in a boot of a car at their house in Kuwadzana today, circumstances are not clear on what really happened but residents suspects that maybe someone brought them back after the public outcry. More details to follow ..

 

Zvarwadza izvi dai Mwari vatibatsira nekunyaradza pamwe chete nemhuri mnamato wedu ndewe kt vaita izvi vabatwe varangwe zvakafanira nemabasa avo..

Mota idzi hadzina kutanga kumira apa nhasi and vana ava havasi vatsva panzvimbo why vazopinda mu boot nhasi and vavhurirwa nani boot iri boot rinonga rakavharwa and vakunzi Havana maziso maziso avo aripi? Nemazariro anoita vanhu pa car park paye pogoshaya 1 akaona vana vachipinda haaaaaaa panenyaya

  • Share: