Mai ava vakanga vainda kundozvarira kuZimbabwe vakazodzoka murume wavo atama pamba pavaigara , zvino havasisina pekunanga murume wavo phone yake haichapindi ????? zvakaoma mhuri yeZimbabwe varume munodaro nei asi ??
Ita plan B muupenyu gara une opposite side in case kana waigara kuma flat enda ku mukuku unotangira life yako ikoko kudenga kuna mwari uko unosvika pakuwana basa rinodzi huya ne mwana wako